Ruka 22:35 - Shona BIBLE35 Zvino akati kwavari, “Musi wandakakutumai, musina chikwama nehombodo neshangu, makashayiwa chinhu here?” Vakati, “Hakuna.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino akati kwaʋari: Musi wandakakutumai, musinecikwama nehomboɗo neshaŋgu, makashaiwa cinhu here? Ʋakati: Hakuna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvino akati kwavari, “Musi wandakakutumai, musina chikwama nehombodo neshangu, makashayiwa chinhu here?” Vakati, “Hakuna.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu akati kwavari, “Pandakakutumai musina chikwama kana tsapo kana shangu, pane chamakashaiwa here?” Vakati, “Hapana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Jesu akati kwavari, “Pandakakutumai musina chikwama kana tsapo kana shangu, pane chamakashaiwa here?” Vakati, “Hapana.” Viz kapitola |