Ruka 22:34 - Shona BIBLE34 Akati, “Petirosi, ndinoti kwauri, nhasi, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu uchiti haundizivi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akati: Petro, ndinoti kwauri: Nhasi, joŋgwe risati rarira, ucaramba katatu uciti haundiziʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akati, “Petirosi, ndinoti kwauri, nhasi, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu uchiti haundizivi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Iye akati kwaari, “Ndinokuudza Pita kuti, iye nhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Iye akati kwaari, “Ndinokuudza Pita kuti, iye nhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitola |