Ruka 22:2 - Shona BIBLE2 Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakatȿaka kuti ʋaŋgamuʋuraya sei; nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu. Viz kapitola |