Ruka 21:5 - Shona BIBLE5 Zvino vamwe vakati vachitaura pamusoro petemberi, kuti yakanga yakashongedzwa namabwe akanaka nezvipo, iye akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋamŋe ʋakati ʋacitaura pamsoro petembere, kuti yakaŋga yakashoŋgedzwa namabge akanaka neɀipo, iye akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino vamwe vakati vachitaura pamusoro petemberi, kuti yakanga yakashongedzwa namabwe akanaka nezvipo, iye akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vamwe pavaitaura nezveTemberi kuti yakashongedzwa zvakadii namatombo akakosha nezvipo, Jesu akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vamwe pavaitaura nezveTemberi kuti yakashongedzwa zvakadii namatombo akakosha nezvipo, Jesu akati, Viz kapitola |