Ruka 21:36 - Shona BIBLE36 Asi rindai nenguva dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka pazvinhu izvi zvose zvinozoitwa, mugomira pamberi poMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Asi rindai neŋguʋa dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka paɀinhu iɀi ɀose ɀinozoitwa, mugomira pamberi poMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Asi rindai nenguva dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka pazvinhu izvi zvose zvinozoitwa, mugomira pamberi poMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.” Viz kapitola |