Ruka 21:31 - Shona BIBLE31 “Saizvozvo, nemiwo, kana moona izvozvo zvoitwa, zivai kuti ushe hwaMwari hwava padyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Saiɀoɀo, nemi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀoitwa, ziʋai kuti ʋushe bgaMŋari bgaʋa pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Saizvozvo, nemiwo, kana moona izvozvo zvoitwa, zivai kuti ushe hwaMwari hwava padyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvavakuitika, munobva maziva kuti umambo hwaMwari hwava pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvavakuitika, munobva maziva kuti umambo hwaMwari hwava pedyo. Viz kapitola |