Ruka 21:27 - Shona BIBLE27 Ipapo vachaona Mwanakomana womunhu achiuya negore, nesimba nokubwinya kukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ipapo ʋacaʋona Mŋanakomana womunhu aciʋuya negore, nesimba rokubginya kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ipapo vachaona Mwanakomana womunhu achiuya negore, nesimba nokubwinya kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba nembiri huru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba nembiri huru. Viz kapitola |