Ruka 21:26 - Shona BIBLE26 vanhu vachapera nokutya nokutarira zvinowira nyika; nokuti masimba okudenga achadengenyeka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ʋanhu ʋacapera nokutya nokutarira ɀinowira nyika; nokuti masimba okuɗeŋga acaɗeŋgenyeka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 vanhu vachapera nokutya nokutarira zvinowira nyika; nokuti masimba okudenga achadengenyeka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa. Viz kapitola |