Online Bible

- Reklamy -




Ruka 21:25 - Shona BIBLE

25 “Zviratidzo zvichavapo pazuva napamwedzi, napanyenyedzi; napanyika hurombo hwavanhu, vachikanganiswa nokutinhira kwegungwa namafungu;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀiratidzo ɀicaʋa’po pazuʋa napamŋedzi, napanyeredzi; napanyika ʋurombo bgaʋanhu, ʋacikaŋganiswa nokutinhira kweguŋgwa namafuŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Zviratidzo zvichavapo pazuva napamwedzi, napanyeredzi; napanyika hurombo hwavanhu, vachikanganiswa nokutinhira kwegungwa namafungu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 “Kuchava nezviratidzo kuzuva nokumwedzi nokunyenyedzi. Panyika pachava nokutambura kwamarudzi; vachashaiswa mazano nokutinhira kwegungwa namasaisai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 “Kuchava nezviratidzo kuzuva nokumwedzi nokunyenyedzi. Panyika pachava nokutambura kwamarudzi; vachashaiswa mazano nokutinhira kwegungwa namasaisai.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 21:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy