Ruka 21:24 - Shona BIBLE24 Vachaparadzwa nomunondo, nokutapwa kumarudzi ose; Jerusaremu richatsikwa navahedheni, kusvikira nguva dzavahedheni dzazadzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋacaparadzwa nomuromo womunondo, nokutapxa kumarudzi ose; Jerusarema ricatsikwa naʋahedeni, kuȿikira ŋguʋa dzaʋahedeni dzazadzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vachaparadzwa nomunondo, nokutapwa kumarudzi ose; Jerusaremu richatsikwa navahedheni, kusvikira nguva dzavahedheni dzazadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vachaparadzwa nehondo yebakatwa vachitapwa mukati memarudzi ose. Jerusaremu ichatsokodzerwa nevechirudzi; kusvikira nguva yevechirudzi yazadziswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vachaparadzwa nehondo yebakatwa vachitapwa mukati memarudzi ose. Jerusaremu ichatsokodzerwa nevechirudzi; kusvikira nguva yevechirudzi yazadziswa. Viz kapitola |