Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:23 - Shona BIBLE

23 Asi vachava nenhamo vane pamuviri navanoyamwisa namazuva iwayo, nokuti kutambudzika kukuru kuchavapo panyika, nokutsamwa pamusoro pavanhu ivavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi ʋacaʋa nenhamo ʋanemimba naʋanomŋisa namazuʋa iwayo, nokuti kutambudzika kukuru kucaʋa’po panyika, nokutsamŋa pamsoro paʋanhu iʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi vachava nenhamo vane pamuviri navanoyamwisa namazuva iwayo, nokuti kutambudzika kukuru kuchavapo panyika, nokutsamwa pamusoro pavanhu ivavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Hameno zvavo vanenge vakazvitakura navavo vanenge vachiyamwisa pamazuva iwayo nokuti pachava nenhamo huru panyika nokurangwa kwavanhu ava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Hameno zvavo vanenge vakazvitakura navavo vanenge vachiyamwisa pamazuva iwayo nokuti pachava nenhamo huru panyika nokurangwa kwavanhu ava.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy