Online Bible

- Reklamy -




Ruka 21:16 - Shona BIBLE

16 Muchaiswa kuvatongi kunyangwe navabereki, navanun'una, nehama, neshamwari; vamwe venyu vachaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Mucaiswa kuʋatoŋgi kunyaŋge naʋaɓereki, naʋanuŋuna, nehama, neshamŋari; ʋamŋe ʋenyu ʋacaʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Muchaiswa kuvatongi kunyange navabereki, navanun'una, nehama, neshamwari; vamwe venyu vachaurawa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Muchakwidzwa matare kunyange navabereki venyu kana navakoma navanun'una nehama neshamwari. Vachauraya vamwe venyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Muchakwidzwa matare kunyange navabereki venyu kana navakoma navanun'una nehama neshamwari. Vachauraya vamwe venyu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 21:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy