Ruka 21:15 - Shona BIBLE15 Nokuti ndichakupai muromo nokuchenjera, kuchakonesa vavengi venyu vose kukukundai nokuramba zvamunoreva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti ndicakupai muromo nokucenjera, kucakonesa ʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose kukukundai nokuramba ɀamunoreʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti ndichakupai muromo nokuchenjera, kuchakonesa vavengi venyu vose kukukundai nokuramba zvamunoreva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi. Viz kapitola |