Online Bible

- Reklamy -

Ruka 20:9 - Shona BIBLE

9 Zvino akatanga kuudza vanhu mufananidzo uyu, “Mumwe munhu akanga asima munda wemizambiringa; akaupa varimi; akandogara kumwe nguva refu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino wakataŋga kuʋudza ʋanhu mufananidzo uyu: Mumŋe munhu wakaŋga asima munda wemizambiriŋga; akaupa ʋarimi, akandogara kumŋe ŋguʋa refu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino akatanga kuudza vanhu mufananidzo uyu, “Mumwe munhu akanga asima munda wemidzambiringa; akaupa varimi; akandogara kumwe nguva refu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Akatanga kutaurira vanhu muenzaniso uyu achiti, “Mumwe munhu akarima munda wamagirepisi akaupa kuna vamwe vanhu vokuushandisa vachimubhadhara ndokuenda kune imwe nyika kwenguva ndefu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Akatanga kutaurira vanhu muenzaniso uyu achiti, “Mumwe munhu akarima munda wamagirepisi akaupa kuna vamwe vanhu vokuushandisa vachimubhadhara ndokuenda kune imwe nyika kwenguva ndefu.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 20:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy