Ruka 20:6 - Shona BIBLE6 Asi kana tikati, ‘Kuvanhu,’ vanhu vose vachatitaka namabwe; nokuti ivo vanotenda kuti Johani aiva muporofita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi kana tikati, Kuʋanhu, ʋanhu ʋose ʋacatitaka namabge; nokuti iʋo ʋanotenda kuti Johane waiʋa muprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi kana tikati, ‘Kuvanhu,’ vanhu vose vachatitaka namabwe; nokuti ivo vanotenda kuti Johani aiva muporofita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana tikati runobva kuvanhu, vanhu vose vachatitaka namabwe nokuti vanobvuma kuti Johani aiva muporofita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana tikati runobva kuvanhu, vanhu vose vachatitaka namabwe nokuti vanobvuma kuti Johani aiva muporofita.” Viz kapitola |