Ruka 20:44 - Shona BIBLE44 “Naizvozvo, Dhavhidhi anomuti, ‘Ishe,’ zvino angagova Mwanakomana wake seiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naiɀoɀo, Davidi unomuidza Ishe, ɀino uŋgagoʋa Mŋanakomana wake seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 “Naizvozvo, Dhavhidhi anomuti, ‘Ishe,’ zvino angagova Mwanakomana wake seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Dhavhidhi anomuti, “Tenzi saizvozvi, ko anogova mwana wake sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Dhavhidhi anomuti, “Tenzi saizvozvi, ko anogova mwana wake sei?” Viz kapitola |