Ruka 20:17 - Shona BIBLE17 Wakati avatarisisa, akati, “Zvino Chiiko icho chakanyorwa, chinoti, ‘Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Wakati aʋatarisisa, akati: Ɀino cinyiko ico cakanyorwa, cinoti: Ibge rakarashwa naʋaʋaki, Ndiro rakazoʋa musoro wekona? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Wakati avatarisisa, akati, “Zvino chinyiko icho chakanyorwa, chinoti, ‘Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akavatarisa akati, “Ko izvi zvakanyorwa zvinorevei zvinoti, “ ‘Dombo rakarambwa navavaki iroro ndiro rakava dombo rakakoshesesa rapakona.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akavatarisa akati, “Ko izvi zvakanyorwa zvinorevei zvinoti, “ ‘Dombo rakarambwa navavaki iroro ndiro rakava dombo rakakoshesesa rapakona.’ Viz kapitola |