Ruka 20:15 - Shona BIBLE15 Vakamubudisa kunze kwomunda wemizambiringa, vakamuuraya. Zvino, muridzi womunda wemizambiringa achavaiteiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga, ʋakamuʋuraya. Ɀino, mŋene womunda wemizambiriŋga ucaʋaiteiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa, vakamuuraya. Zvino, muridzi womunda wemidzambiringa achavaiteiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. Muridzi womunda achaitei kwavari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. Muridzi womunda achaitei kwavari? Viz kapitola |