Ruka 20:12 - Shona BIBLE12 Akatumazve wechitatu; naiye vakamukuvadza, vakamubudisa kunze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akatuma ɀe wecitatu; naiye ʋakamukuʋadza, ʋakamuɓuɗisa kunze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akatumazve wechitatu; naiye vakamukuvadza, vakamubudisa kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akatumirazve wechitatu. Uyu vakamukuvadza vakamukanda kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akatumirazve wechitatu. Uyu vakamukuvadza vakamukanda kunze. Viz kapitola |