Ruka 20:1 - Shona BIBLE1 Zvino pane rimwe ramazuva iwayo, achidzidzisa vanhu mutemberi, achivaparidzira Vhangeri, vapristi vakuru navanyori navakuru vakasvika, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino panerimŋe ramazuʋa iwayo, acidzidzisa ʋanhu mutembere, aciʋaparidzira Evaŋgeri, ʋaprista ʋakuru naʋanyori naʋakuru ʋakaȿika, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pane rimwe ramazuva iwayo, achidzidzisa vanhu mutemberi, achivaparidzira Vhangeri, vapristi vakuru navanyori navakuru vakasvika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nerimwe zuva Jesu paaidzidzisa vanhu muTemberi achiparidza Shoko Rakanaka, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru, vakauya vakati kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nerimwe zuva Jesu paaidzidzisa vanhu muTemberi achiparidza Shoko Rakanaka, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru, vakauya vakati kwaari, Viz kapitola |