Ruka 2:9 - Shona BIBLE9 Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mutumŋa waShe akamira naʋo, nokubginya kwaShe kukaʋakomba, ʋakatya nokutya kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitola |