Ruka 2:51 - Shona BIBLE51 Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumwoyo mavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ipapo akaɓuruka naʋo, akaȿika Nazareta, akaʋaterera. Mai ʋake ʋakaceŋgeta mashoko iwayo ose mumŋoyo maʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumwoyo mavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo. Viz kapitola |