Ruka 2:44 - Shona BIBLE44 Asi zvavaiti zvimwe ari kuna vamwe vakanga vari panzira navo, vakafamba zuva rimwe, vakazomutsvaka kuhama dzavo nokushamwari dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Asi ɀaʋaiti ɀimŋe uri kunaʋamŋe ʋakaŋga ʋari panzira naʋo, ʋakafamba zuʋa rimŋe, ʋakazomutȿaka kuhama dzaʋo nokuʋazikani ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Asi zvavaiti zvimwe ari kuna vamwe vakanga vari panzira navo, vakafamba zuva rimwe, vakazomutsvaka kuhama dzavo nokushamwari dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vakafamba rwendo rwomuswere wezuva vachifunga kuti ari mukati mavamwe vavaifamba navo. Vakazomutsvaga mukati mehama neshamwari dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vakafamba rwendo rwomuswere wezuva vachifunga kuti ari mukati mavamwe vavaifamba navo. Vakazomutsvaga mukati mehama neshamwari dzavo. Viz kapitola |