Ruka 2:43 - Shona BIBLE43 Vakati vapedza mazuva, pakudzoka kwavo mwana Jesu akasara Jerusaremu, vabereki vake vasingazivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ʋakati ʋapedza mazuʋa, pakudzoka kwaʋo mŋana Jesu akasara Jerusarema, ʋaɓereki ʋake ʋasiŋgaziʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Vakati vapedza mazuva, pakudzoka kwavo mwana Jesu akasara Jerusaremu, vabereki vake vasingazivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Zvino kuzoti mazuva makuru ePasika apera, vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara kuJerusaremu. Vabereki vake havana kuzviziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Zvino kuzoti mazuva makuru ePasika apera, vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara kuJerusaremu. Vabereki vake havana kuzviziva. Viz kapitola |