Ruka 2:40 - Shona BIBLE40 Mwana akakura, akasimba, akazara nenjere; nenyasha dzaMwari dzikava pamusoro pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Mŋana akakura, akasimba, akazara nenjere; nenyasha dzaMŋari dzikaʋa pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Mwana akakura, akasimba, akazara nenjere; nenyasha dzaMwari dzikava pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mwana uyu akakura akasimba, akazara noungwaru, nechikomborero chaMwari chaive chiri paari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Mwana uyu akakura akasimba, akazara noungwaru, nechikomborero chaMwari chaive chiri paari. Viz kapitola |