Ruka 2:39 - Shona BIBLE39 Zvino vakati vapedza zvose zvomurairo waIshe, vakadzokera Gareriya, kuguta ravo Nazareta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋakati ʋapedza ɀose ɀomurairo waShe, ʋakadzokera Garirea, kuguta raʋo Nazareta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vakati vapedza zvose zvomurayiro waIshe, vakadzokera Gariria, kuguta ravo Nazareta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti. Viz kapitola |