Ruka 2:38 - Shona BIBLE38 Naiye akati achisvika nenguva iyo, akatenda Mwari, akataura pamusoro pake kuna vose vakanga vachitarira kusunungurwa kweJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Naiye wakati aciȿika neŋguʋa iyo, akatenda Mŋari, akataura pamsoro pake kunaʋose ʋakaŋga ʋacitarira kusunuŋgurwa kweJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Naiye akati achisvika nenguva iyo, akatenda Mwari, akataura pamusoro pake kuna vose vakanga vachitarira kusunungurwa kweJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Akauyawo nenguva yakareyo akatenda Mwari ndokutaura nezvomwana uyu kuna vose vaimirira kununurwa kweJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Akauyawo nenguva yakareyo akatenda Mwari ndokutaura nezvomwana uyu kuna vose vaimirira kununurwa kweJerusaremu. Viz kapitola |