Ruka 2:36 - Shona BIBLE36 Zvino kwakanga kuna Anawo, muporofitakadzi, mukunda waFanueri, worudzi rwaAshuru; iye wakanga achembera kwazvo, akanga ano murume makore manomwe kubvira pahumhandara hwake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino kwakaŋga kunaAna ʋo, muprofitakadzi, mukunda waFanueri, worudzi rwaAsheri; (iye wakaŋga acembera kwaɀo, wakaŋga anomurume makore manomŋe kubvira paʋumhandara bgake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino kwakanga kuna Anawo, muporofitakadzi, mukunda waFanueri, worudzi rwaAsheri; iye wakanga achembera kwazvo, akanga anomurume makore manomwe kubvira pahumhandara hwake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Kwaivawo nomumwe muporofitakadzi ainzi Ana, mwanasikana waFanuero, wedzinza raAsheri. Iye akanga atokwegura. Akangogara nomurume wake kwamakore manomwe chete kubvira umhandara hwake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Kwaivawo nomumwe muporofitakadzi ainzi Ana, mwanasikana waFanuero, wedzinza raAsheri. Iye akanga atokwegura. Akangogara nomurume wake kwamakore manomwe chete kubvira umhandara hwake, Viz kapitola |