Ruka 2:27 - Shona BIBLE27 Iye akauya mutemberi achifambirwa noMweya; zvino vabereki vakati vachiuya nomwana Jesu, kuti vaite naye nomutoo womurairo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Iye wakaʋuya mutembere noMŋeya; ɀino ʋaɓereki ʋakati ʋaciʋuya nomŋana Jesu, kuti ʋaite naye nomutoʋo womurairo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Iye akauya mutemberi achifambirwa noMweya; zvino vabereki vakati vachiuya nomwana Jesu, kuti vaite naye nomutoo womurayiro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Afemerwa naMweya, akapinda muTemberi. Vabereki zvavakauisa mwana Jesu kuzomuitira zviya zvaigaroitwa zviri muMutemo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Afemerwa naMweya, akapinda muTemberi. Vabereki zvavakauisa mwana Jesu kuzomuitira zviya zvaigaroitwa zviri muMutemo Viz kapitola |