Ruka 2:26 - Shona BIBLE26 Iye akanga aratidzwa noMweya Mutsvene, kuti haangaoni rufu, asati aona Kristu waIshe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Iye wakaŋga aratidzwa noMŋeya Mutȿene, kuti haaŋgaʋoni rufu, asati aʋona Kristu waShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Iye akanga aratidzwa noMweya Mutsvene, kuti haangaoni rufu, asati aona Kristu waIshe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Munhu iyeyu akanga aziviswa naMweya Mutsvene, kuti haazofi asati aona Mesia waTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Munhu iyeyu akanga aziviswa naMweya Mutsvene, kuti haazofi asati aona Mesia waTenzi. Viz kapitola |