Online Bible

- Reklamy -




Ruka 2:24 - Shona BIBLE

24 uye kubayira chibayiro; sezvazvakarehwa pamurairo waIshe, zvinoti, njiva mbiri, kana hangaiwa mbiri duku.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 ʋuye kuɓayira ciɓayiro; seɀaɀakarebga pamurairo waShe, ɀinoti, njiʋa mbiri, kana haŋgaiʋa mbiri ɗuku.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 uye kubayira chibayiro; sezvazvakarehwa pamurayiro waIshe, zvinoti, njiva mbiri, kana hangaiwa mbiri duku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vakaendawo kundopira mupiro wechibayiro chenjiva mbiri kana hangaiwa mbiri diki sokurehwa kwazvakaitwa nomutemo waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vakaendawo kundopira mupiro wechibayiro chenjiva mbiri kana hangaiwa mbiri diki sokurehwa kwazvakaitwa nomutemo waTenzi.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 2:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy