Ruka 2:22 - Shona BIBLE22 Zvino mazuva okuzvinatsa kwavo nomurairo waMosesi akati apera, vakaenda naye Jerusaremu, kuti vamuise pamberi paIshe; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino mazuʋa okuɀinatsa kwaʋo nomurairo waMosesi akati apera, ʋakaenda naye Jerusarema, kuti ʋamuise pamberi paShe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino mazuva okuzvinatsa kwavo nomurayiro waMosesi akati apera, vakaenda naye Jerusaremu, kuti vamuise pamberi paIshe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuzoti nguva yokuchenurwa kwavo yakwana, vakakwira nomwana kuJerusaremu kundomusuma kuna Tenzi sezvaidikanwa nomutemo waMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kuzoti nguva yokuchenurwa kwavo yakwana, vakakwira nomwana kuJerusaremu kundomusuma kuna Tenzi sezvaidikanwa nomutemo waMosesi. Viz kapitola |