Online Bible

- Reklamy -

Ruka 2:19 - Shona BIBLE

19 Asi Maria akachengeta mashoko iwayo ose, achifungisisa mumwoyo make.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi Maria wakaceŋgeta mashoko iwayo ose, aciafuŋgisisa mumŋoyo make.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi Maria akachengeta mashoko iwayo ose, achifungisisa mumwoyo make.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 2:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy