Ruka 2:18 - Shona BIBLE18 Vose vakanzwa vakashamiswa nezvavakaudzwa navafudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋose ʋakanzwa ʋakashamiswa neɀaʋakaʋudzwa naʋafudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vose vakanzwa vakashamiswa nezvavakaudzwa navafudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vose vakanzwa izvi vakashamiswa kwazvo nezvavakataurirwa navafudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vose vakanzwa izvi vakashamiswa kwazvo nezvavakataurirwa navafudzi. Viz kapitola |