Ruka 2:17 - Shona BIBLE17 Vakati vaona, vakazivisa kwose shoko ravakanga vaudzwa rezvomwana uyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakati ʋaʋona, ʋakaziʋisa kwose shoko raʋakaŋga ʋaʋudzwa romŋana uyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vakati vaona, vakazivisa kwose shoko ravakanga vaudzwa rezvomwana uyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti vafudzi vaona mwana vakatanga kurondedzera zvavakanga vataurirwa nezvemwana uyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kuzoti vafudzi vaona mwana vakatanga kurondedzera zvavakanga vataurirwa nezvemwana uyu. Viz kapitola |