Ruka 19:8 - Shona BIBLE8 Ipapo Zakeo akamira, akati kuna Ishe, “Tarirai, Ishe, ndichapa varombo hafu yepfuma yangu, uye kana ndakatorera mumwe chinhu chake nokunyengera, ndichamudzosera zvava zvina.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo Zakeo akamira, akati kunaShe: Tarirai, Ishe, ndinopa ʋarombo hafu yefuma yaŋgu, ʋuye kana ndatorera mumŋe cinhu cake nokunyeŋgera, ndinomudzosera ɀaʋa ɀinna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo Zakeo akamira, akati kuna Ishe, “Tarirai, Ishe, ndinopa varombo hafu yepfuma yangu, uye kana ndatorera mumwe chinhu chake nokunyengera, ndinomudzosera zvava zvina.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.” Viz kapitola |