Ruka 19:48 - Shona BIBLE48 Asi vakanga vasingawani zvavangaita, nokuti vanhu vose vakamunamatira, vachimunzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Asi ʋakaŋga ʋasiŋgawani ɀaʋaŋgaita, nokuti ʋanhu ʋose ʋakamunamatira, ʋacimunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Asi vakanga vasingawani zvavangaita, nokuti vanhu vose vakamunamatira, vachimunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 asi havana kuwana chavakagona kuita, nokuti vanhu vose vanga vangoti kwati kwati kumashoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 asi havana kuwana chavakagona kuita, nokuti vanhu vose vanga vangoti kwati kwati kumashoko ake. Viz kapitola |