Ruka 19:40 - Shona BIBLE40 Akapindura, akati, “Ndinokuudzai, kana ava vakanyarara, mabwe angadanidzira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Akapindura, akati: Ndinokuʋudzai, kana aʋa ʋakanyarara, mabge aŋgaɗanidzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Akapindura, akati, “Ndinokuudzai, kana ava vakanyarara, mabwe angadanidzira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Iye akapindura achiti, “Ndinokuudzai kuti kana ava vakanyarara, matombo chaiwo achadanidzira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Iye akapindura achiti, “Ndinokuudzai kuti kana ava vakanyarara, matombo chaiwo achadanidzira.” Viz kapitola |