Ruka 19:3 - Shona BIBLE3 akatsvaka kuona Jesu, kuti ndiye ani; asi akanga asingagoni, nokuti akanga akapfupika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akatȿaka kuʋona Jesu, kuti ndiye ani; asi wakaŋga asiŋgagoni, nokuti wakaŋga akafupika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 akatsvaka kuona Jesu, kuti ndiye ani; asi akanga asingagoni, nokuti akanga akapfupika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika. Viz kapitola |