Ruka 19:28 - Shona BIBLE28 Akati areva izvozvo, akatungamirira mberi achikwira Jerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Wakati areʋa iɀoɀo, akatuŋgamirira mberi, acikwira Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akati areva izvozvo, akatungamirira mberi achikwira Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Paakapedza kutaura izvi, akatungamira vachikwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Paakapedza kutaura izvi, akatungamira vachikwira kuJerusaremu. Viz kapitola |