Ruka 19:26 - Shona BIBLE26 Ndinoti kwamuri, ‘Mumwe nomumwe ane chinhu, achapiwa; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unecinhu, ucapiwa; asi usina, ucatorerwa neɀaanaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ndinoti kwamuri, ‘Mumwe nomumwe ane chinhu, achapiwa; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndinokutaurirai kuti munhu wose anazvo achawedzerwa zvimwe asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achachitorerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndinokutaurirai kuti munhu wose anazvo achawedzerwa zvimwe asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achachitorerwa. Viz kapitola |