Ruka 19:21 - Shona BIBLE21 Nokuti ndakanga ndichikutyai, zvamuri munhu ane hasha, munotora zvamusakaisapo, munocheka zvamusakakusha.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti ndakaŋga ndicikutyai, ɀamuri munhu unehasha, munotora ɀamusakaisa’po, munoceka ɀamusakakusha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti ndakanga ndichikutyai, zvamuri munhu ane hasha, munotora zvamusakaisapo, munocheka zvamusakakusha.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’ Viz kapitola |