Ruka 19:14 - Shona BIBLE14 Asi vanhu venyika yake vakanga vachimuvenga, vakatuma nhume kumutevera, kundoti, ‘Hatidi kuti uyu munhu ave ishe wedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi ʋanhu ʋenyika yake ʋakaŋga ʋacimuʋeŋga, ʋakatuma nhume kumuteʋera, kundoti: Hatiɗi kuti uyu munhu aʋe ishe weɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi vanhu venyika yake vakanga vachimuvenga, vakatuma nhume kumutevera, kundoti, ‘Hatidi kuti uyu munhu ave ishe wedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vanhu vake vaimuvenga. Vakatumira nhume dzokumutevera dzichiti, ‘Hatidi kuti munhu uyu atitonge.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi vanhu vake vaimuvenga. Vakatumira nhume dzokumutevera dzichiti, ‘Hatidi kuti munhu uyu atitonge.’ Viz kapitola |