Ruka 18:4 - Shona BIBLE4 Iye akamboramba nguva; asi pashure akati mumwoyo make, ‘Kunyangwe ndisingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iye akamboramba ŋguʋa; asi pashure akati mumŋoyo make: Kunyaŋge ndisiŋgatyi Mŋari, kana kuʋa nehanya nomunhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Iye akamboramba nguva; asi pashure akati mumwoyo make, ‘Kunyange ndisingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kwechinguva chakati kuti akamboramba. Mushure mezvo akazozviti, ‘Kunyange zvazvo ndisingatyi Mwari kana kuzeza munhu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kwechinguva chakati kuti akamboramba. Mushure mezvo akazozviti, ‘Kunyange zvazvo ndisingatyi Mwari kana kuzeza munhu Viz kapitola |