Ruka 18:36 - Shona BIBLE36 rakanzwa vanhu vazhinji vachipfuura, rikabvunza, richiti, “Chiiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 rakanzwa ʋanhu ʋazhinji ʋacipfuʋura, rikabvunza, riciti: Cinyiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 rakanzwa vanhu vazhinji vachipfuura, rikabvunza, richiti, “Chinyiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 parakanzwa mhomho yavanhu ichipfuura, rakabvunza kuti, “Kwauyei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 parakanzwa mhomho yavanhu ichipfuura, rakabvunza kuti, “Kwauyei?” Viz kapitola |