Ruka 18:34 - Shona BIBLE34 Asi havana kunzwisisa chinhu chimwe chaizvozvo; shoko iri rakanga rakavanzika kwavari, uye havana kunzwisisa izvo zvakarehwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Asi haʋana‐kunzwisisa cinhu cimŋe caiɀoɀo; shoko iri rakaŋga rakaʋanzika kwaʋari, ʋuye haʋana‐kunzwisisa iɀo ɀakarebga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Asi havana kunzwisisa chinhu chimwe chaizvozvo; shoko iri rakanga rakavanzika kwavari, uye havana kunzwisisa izvo zvakarehwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Pazvinhu izvi hapana chavakanzwisisa. Zvaakataura izvi zvakanga zvakavanzwa kwavari. Havana kubata zvaaireva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Pazvinhu izvi hapana chavakanzwisisa. Zvaakataura izvi zvakanga zvakavanzwa kwavari. Havana kubata zvaaireva. Viz kapitola |