Ruka 18:32 - Shona BIBLE32 “Nokuti achaiswa kuvahedheni, nokusekwa, nokuitirwa zvakaipa, nokupfirwa mate, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti ucaiswa kuʋahedeni, nokusekwa, nokuitirwa ɀakaipa, nokupfirwa mate, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Nokuti achaiswa kuvahedheni, nokusekwa, nokuitirwa zvakaipa, nokupfirwa mate, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nokuti achandoiswa mumaoko evechirudzi, achasveeredzwa achiitirwa zvinonyadzisa nokusvipirwa mate. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Nokuti achandoiswa mumaoko evechirudzi, achasveeredzwa achiitirwa zvinonyadzisa nokusvipirwa mate. Viz kapitola |