Online Bible

- Reklamy -

Ruka 18:29 - Shona BIBLE

29 Akati kwavari, “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ‘Hakuna munhu akasiya imba, kana mukadzi, kana vanun'una kana vabereki, kana vana, nokuda kwoushe hwaMwari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Hakunomunhu wakasiya imba, kana mukadzi, kana ʋanuŋuna, kana ʋaɓereki, kana ʋana, nokuɗa kwoʋushe bgaMŋari,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Akati kwavari, “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ‘Hakuna munhu akasiya imba, kana mukadzi, kana vanun'una kana vabereki, kana vana, nokuda kwoushe hwaMwari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Iye akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Hakuna munhu akasiya musha kana mukadzi kana vakoma kana vaunun'una kana vabereki kana vana pamusana poumambo hwaMwari

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Iye akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Hakuna munhu akasiya musha kana mukadzi kana vakoma kana vaunun'una kana vabereki kana vana pamusana poumambo hwaMwari

Viz kapitola kopírovat

Ruka 18:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy