Online Bible

- Reklamy -

Ruka 18:25 - Shona BIBLE

25 “Nokuti ngamera ingarerukirwa kupinda paburi retsono, kumupfumi kupinda muushe hwaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Nokuti kamera iŋgarerukirwa kupinda paʋuri rorunji, kumufumi kupinda muʋushe bgaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Nokuti ngamera ingarerukirwa kupinda paburi retsono, kumupfumi kupinda muushe hwaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Zviri nyore kuti ngamera ipinde napaburi retsono panokuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Zviri nyore kuti ngamera ipinde napaburi retsono panokuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 18:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy