Ruka 18:21 - Shona BIBLE21 Iye akati, “Izvi zvose ndakazvichengeta kubva pauduku hwangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Iye akati: Iɀi ɀose ndakaɀiceŋgeta kubva paʋuɗuku bgaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Iye akati, “Izvi zvose ndakazvichengeta kubva pauduku hwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Iye akati, “Yose iyi ndakaichengeta kubvira paudiki hwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Iye akati, “Yose iyi ndakaichengeta kubvira paudiki hwangu.” Viz kapitola |